NYIKA yaminama iyi. Kunze kwaita chikara, Dzihwamupengo rasiya misodzi pamatama evana vevanhu. Vamwe ndivo vari kuti midzimu yatifuratira. Vamwe ndivo vari kuti mwari atipira gotsi. Hapana achaziva maperero azvo. Chinhu chimwechete chandinoda kukudzai ndechekuti nerimwe remazuva, kunyange iro Denda re COVID iri richapera tikadzokera pedu pakare paye. Kasi zvinoda kuti tibatirane pamwechete. Na Sekuru Grant
Read More