Doggy Inokonzera Cancer Ne Stroke

VAIMBOVA gurukuota rezvehutano munyika ye South Africa, va Pakishe Aaron Motsoaledi vakonzeresa mvonga mvonga mushure mekunge vati ivo kuita bonde hwe mbwa kana kuti inonzi pachirungu Doggy kunogona kukonzeresa kuti varume vaite gomararra (cancer) kana ku stroka.

Munyori We HealthTimes

Vakati ivo kune tsvakurudzo yakaitwa kwemakore matatu munyika ye South Africa inoratidza kuti kumhanya kunoita ropa nguva dzebonde kana munhu achinge akamira kana kupfugama panguva dze Doggy kunoita kuti ropa riwandire kumakumbo zvinova zvinozokonzera kuti varume vastroke.

Vachitaura nebepa re The Insider, Va Motsoaledi vakati ivo, “Panyaya ye gomarara, chimwe chinhu chinkonzera kuti vanhu vabatzwe ne gomara kana kuti cancer inyanya ye kunfunganya kana kuti stress nekungonzwa kuneta neta.

Tiri pavanhu rume, mhando yebonde inovaremera mupfungwa nekuvanetesa ndiyo zve Doggy. Sezvamunoona, hukama huri apa hunoratidza kuti doggy inonotesa vanhurume yovapazve stress. Ndichange ndi chikupai humboo hwakazara panyaya iyi pamberi apo.”

Munguva yavanga vari gurukota rezvehutano, vakati ivo vacha taurira rimwe gurkuota ravo rinoona nezvemutemo kuti vaise mutemo unorambidza Doggy.

Vakaenderea mberi vakati ivo kuita Doggy pakisimusi nepavale hazviurayi kana kasi dambudziko rinozouya kune vaya vanoda kuita Doggy husiku hwega hwega.

“Chikonzero varume vachifa vari vana vadiko vachisiya madzimai avo muno dziri Shirikadzi  muno mu South Africa inyaya ye Doggy,” vakadaro.

Related posts