HealthTimes

HealthTimes Vernacular

Varume Vakamboita COVID Voshungurudzwa Nedambudziko Rekupera Simba Kwenhengo Dzavo Dzesikarudzi

Michael Gwarisa

VANHU vakawanda vakambobatwa ne denda re COVID-19 munguva yakati pfuurei, varikuratidzika kuti vachiri kushungurudzwa nezviratidzo zve COVID-19 nezvimwe zvirerwere zvakawanda kusanganisira kupera simba kwenhengo dzana baba dzesikarudzi panguva dzebonde. Na Michael Gwarisa Dambudziko rehurwere mushure me COVID rakatumidzwa nana mazvikokota kuti Long COVID. Vachitaura nevatori venhau muguta guru re Harare pamusangano wakarongwa neve Health Communicators

Read More
Health News HealthTimes Vernacular

Chii Chinokonzera Kuti Nhengo Yababa Ipere Simba Nguva Dze Bonde?

Michael Gwarisa

WAKAMBOTI here uripakati pekujaiva kukambo kaunodisisa mubhahwa magetsi obva angodzima. Zvinosvota sei? Izvozvo ndozvinonzwa vana mai vakawanda mudzimba umu kana chombo chababa chapera simba nguva dzekuti vanga vachifanira kufamba nebhora. Na Michael Gwarisa Kupera simba kwennhengo yababa kana kuti Erectile Dysfunction (ED) kunoitika kana murume kana kuti baba vatadza kuti nhengo yavo irambe yakamira zvinokonzera

Read More