VANHU vakawanda vakambobatwa ne denda re COVID-19 munguva yakati pfuurei, varikuratidzika kuti vachiri kushungurudzwa nezviratidzo zve COVID-19 nezvimwe zvirerwere zvakawanda kusanganisira kupera simba kwenhengo dzana baba dzesikarudzi panguva dzebonde. Na Michael Gwarisa Dambudziko rehurwere mushure me COVID rakatumidzwa nana mazvikokota kuti Long COVID. Vachitaura nevatori venhau muguta guru re Harare pamusangano wakarongwa neve Health Communicators
Read More
WANGA uchizviziva here kuti kudya sikarudzi senzira (Oral Sex) yekuita bonde kunogona kukuisa muna taisireva? Njodzi huru iripo kana uri munhu uya anosangana neshamwari dzakawanda dzepabonde huye uchifarira zvekudya yekera. Na Michael Gwarisa Vanamazvikokota vanoona nezve denda re Gomarara kana kuti Cancer vanoti ivo zvinokwanisika kuti hutaichiona hwe Human Papilloma Virus (HPV) hunokonzera cancer kuti
Read More