DAMBUDZIKO re Gomarara kana Cancer yemazamu (Breast Cancer) nderimwe ratekeshera nenyika ye Zimbabwe ne pasi rose. Na Michael Gwarisa Munyika ye Zimbabwe, kunyangwe zvazvo Gomarara rechibereko riri iro rino bata pamwe nekuuraya madzimai akawanda, zvinoratidza kuti dambudziko re cancer yemazamu ririkukura zvakare. Vachitaura Pane Umwe Musangano wakaitwa munyika ye Nigeria ku Upper East Region, Mbuya Nyamukuta Mary Azika vakati ivo kuyamwisa varume mazamu kunogona kupedza dambudziko re gomarara re mazamu nekuti kazhinji kacho chinoita kuti vakadzi vaende kuchipatara chirwere chakomba inyaya yekuti vanenge vanonoka kuzviona. Izvi vakataura pamusangano wakarongwa ne…
Read More