HealthTimes

Health News HealthTimes Vernacular

Kubvisa Pamuviri Ikodzero yeutano Kumadzimai

Michael Gwarisa

Ne Munyori Wezvehutano VASIKANA vechidiki pamwe nemadzimai vari kupemberera zvikuru  kuvandudzwa uko kwakaitwa mutemo uri maringe nenyaya dzekubviswa kwepamuviri apo wakanyevenutswa nedare guru reHigh Court kuti vange vachikwanisa kubviswa pamuviri muzvipatara  kana pamuviri pachinge pauya nenzira yechibharo  chemuwanano (marital rape)  uye kuvanasikana vari pasi pemakore 18 ekubererwa kana vachinge vangoita pamuviri zvisinei nekuti vatendererana nemupari

Read More
Health News HealthTimes Vernacular

Madzimai Ane Zvivakashure Zvakati Kurei Haarware-rware

Michael Gwarisa

Nyaya na Michael Gwarisa Mazuvano, madzimai nevasikana vari kumhanya mhanya kuda kuita zvidya mafuta zvisingakore kana kuti ma Slender. Hazvina kushata, kasi manga muchizviziva here kuti kune tsvakurudzo yakaitwa inoratdiza kuti madzimai ane mwanda we zvivakashure ane hutano uye haarware rware sezvinoita avo vasina. Tsvakurudzo yakaitwa ne chikoro chezvidzidzo zvepmusoro che Oxford University’s . Pamadzimai

Read More
HealthTimes Vernacular

Varume Vakamboita COVID Voshungurudzwa Nedambudziko Rekupera Simba Kwenhengo Dzavo Dzesikarudzi

Michael Gwarisa

VANHU vakawanda vakambobatwa ne denda re COVID-19 munguva yakati pfuurei, varikuratidzika kuti vachiri kushungurudzwa nezviratidzo zve COVID-19 nezvimwe zvirerwere zvakawanda kusanganisira kupera simba kwenhengo dzana baba dzesikarudzi panguva dzebonde. Na Michael Gwarisa Dambudziko rehurwere mushure me COVID rakatumidzwa nana mazvikokota kuti Long COVID. Vachitaura nevatori venhau muguta guru re Harare pamusangano wakarongwa neve Health Communicators

Read More
Dr Grant Murewanhema
HealthTimes Vernacular OP ED

Ngatikurukurei nezvegwirikwiti

Michael Gwarisa

Gwirikwiti chirwere chinonyanyobata vana vadiki, chinokonzerwa nehutachiwana hwe measles virus uhwo hunopararira zvakanyanya nekuchimbidza. Na Chiremba Grant Murewanhema Hutachiwana uhwu hunowanikwa nekufema mhepo yakosorerwa nemunhu ane gwirikwiti, kana kuti nekubata nzvimbo dzinenge dzakosorerwa nemunhu ane chirwere ichi. Kutaura kuno nyika yeZimbabwe iri pakati pekurwisana nechirwere ichi chatobata vana vanokwana zviuru zvitanhatu nevanoraudzira uye chikatora upenyu

Read More
HealthTimes Vernacular

Doggy Inokonzera Cancer Ne Stroke

Michael Gwarisa

VAIMBOVA gurukuota rezvehutano munyika ye South Africa, va Pakishe Aaron Motsoaledi vakonzeresa mvonga mvonga mushure mekunge vati ivo kuita bonde hwe mbwa kana kuti inonzi pachirungu Doggy kunogona kukonzeresa kuti varume vaite gomararra (cancer) kana ku stroka. Munyori We HealthTimes Vakati ivo kune tsvakurudzo yakaitwa kwemakore matatu munyika ye South Africa inoratidza kuti kumhanya kunoita

Read More
Dr Grant Murewanhema
HealthTimes Vernacular OP ED

Corona Yava Kuda Kuita Muonera Pamwe, Chuma Chemuzukuru

Michael Gwarisa

NYIKA yaminama iyi. Kunze kwaita chikara, Dzihwamupengo rasiya misodzi pamatama evana vevanhu. Vamwe ndivo vari kuti midzimu yatifuratira. Vamwe ndivo vari kuti mwari atipira gotsi. Hapana achaziva maperero azvo. Chinhu chimwechete chandinoda kukudzai ndechekuti nerimwe remazuva, kunyange iro Denda re COVID iri richapera tikadzokera pedu pakare paye. Kasi zvinoda kuti tibatirane pamwechete. Na Sekuru Grant

Read More
Health News HealthTimes Vernacular

Varume Yamwai Mazamu Emadzimai Enyu Nguva Dzose Kuti Mukurumidze Kuziva Kana Madzimai Enyu Akumera Gomarara Remazamu (Breast Cancer)

Michael Gwarisa

DAMBUDZIKO re Gomarara kana Cancer yemazamu (Breast Cancer) nderimwe ratekeshera nenyika ye Zimbabwe ne pasi rose. Na Michael Gwarisa Munyika ye Zimbabwe, kunyangwe zvazvo Gomarara rechibereko riri iro rino bata pamwe nekuuraya madzimai akawanda, zvinoratidza kuti dambudziko re cancer yemazamu ririkukura zvakare. Vachitaura Pane Umwe Musangano wakaitwa munyika ye Nigeria ku Upper East Region, Mbuya

Read More
2020 11 09T114528Z 401439984 RC2NZJ9UB98H RTRMADP 3 HEALTH CORONAVIRUS VACCINES PFIZER
HealthTimes Vernacular

Zvaungade Kuziva Nezve Pfizer COVID-19 Vaccine

Michael Gwarisa

NYIKA ye Zimbabwe mumwedzi iri kutevera ichange ichibaya  nhomba kana kuti vaccine re kudzivirira kubva kuhutachiwana hwe Coronavirus hunokonzera denda re COVID-19. Mumiriri we United Kingdom (UK) mu Zimbabwe, Muzvare  Melanie Robinson vakavimbisa ivo kuti nyika yavo ichange ichibatsira nyika ye Zimbabwe nekubaya vanhu mamiriyoni matatu nhomba yekudzivira kubva ku Covid-19. Na Michael Gwarisa Zvipatara

Read More
Assistant Commissioner Paul Nyathi
Health News HealthTimes Vernacular

Ndevapi Vakubvumidwza Kufamba ne Kushanda PaLockdown (Essential Services)?

Michael Gwarisa

ZVICHITEVERA kutemwa kwakaita matanho matsva e Lockdown kuitira kudzivirira kupararira kwe denda re COVID-19, ve Zimbabwe Republic Police (ZRP) ne hurumende ye Zimbabwe vaburitsa ivo mhando yevanhu ichange ichibvimidzwa kudarika pama road block emapurisa zvisina dambudziko mumazuva makumi matatu arikutevera. Na Michael Gwarisa Izvi zvinotevera kushambadzwa kwe Statutory Instrument kana kuti Si 10.21 inoburitsa pachena

Read More
images
Fitness/Workout Health News HealthTimes Vernacular Tech-Health News

Madzimai Akupedzwa Nzara Yebonde Ne Gym Ne Mabasa- Vana Mazvikokota

Michael Gwarisa

MUDZIMAI akagarisa  asina kunzi tokonyo zvinogona kuvhiringa zvakwanda. Zvino kunze kwaita dambudziko, madzimai akawanda haachafarire bonde nekuda kwezvikonzero zvakwanda mazuva ano. Umwe Mazvikokota pane tsvakurudzo dzakaitwa anoti iye madzimai akupedzwa simba kugym, huye nekuita mabasa akawanda zvinosangasira anoita kuti vanete pfungwa zvese nemuviri. Na Michael Gwarisa Tsvakurudzo yakaitwa ku United Kingdom ye National Survey of

Read More