MAPURISA akapa chenjedzo kuvabereki nevana vezvikoro zvichibva mumanyama amire nerongo aita pwere dzedu muzvikoro. Hatina chokwadi kuti izvi zvaigaroitika here, kana kuti zvitsva. Ingave nhau yekuti kwava nenharembozha dzotora mifananidzo izvo zvoita kuti nhau dzibude pachena nekukasika. By Catherine Murombedzi Havasi vans vese vave kuita chakapedza mbudzi, vashoma ivavo mucherechedzo wedambudziko rapinda muvana. Mumwe angati,
Read More
WAKAMBOTI here uripakati pekujaiva kukambo kaunodisisa mubhahwa magetsi obva angodzima. Zvinosvota sei? Izvozvo ndozvinonzwa vana mai vakawanda mudzimba umu kana chombo chababa chapera simba nguva dzekuti vanga vachifanira kufamba nebhora. Na Michael Gwarisa Kupera simba kwennhengo yababa kana kuti Erectile Dysfunction (ED) kunoitika kana murume kana kuti baba vatadza kuti nhengo yavo irambe yakamira zvinokonzera
Read More
WANGA uchizviziva here kuti kudya sikarudzi senzira (Oral Sex) yekuita bonde kunogona kukuisa muna taisireva? Njodzi huru iripo kana uri munhu uya anosangana neshamwari dzakawanda dzepabonde huye uchifarira zvekudya yekera. Na Michael Gwarisa Vanamazvikokota vanoona nezve denda re Gomarara kana kuti Cancer vanoti ivo zvinokwanisika kuti hutaichiona hwe Human Papilloma Virus (HPV) hunokonzera cancer kuti
Read More
MAIZVIZIVA here kuti kwava nemhete inodzivirira munhukadzi kuti asabatire utachiona hweHIV kubva kumunhurume? Mhete iyi inosunga utachiona mbira dzakondo kuti shwee, zvekuti hapana kupukunyuka kubva mungetani idzi. NaCatherine Murombedzi Muchirungu mhete iyi inonzi Depiravine ring, yakagadzirwa nemushonga unogadzira mapiritsi ema ARV. Vazhinji vanga vaine dambudziko rekunwa mapiritsi ekudzivirira HIV anonzi pachirungu PrEP. Mushonga we PrEP
Read More
Hakuna mukana wekuti utachiona uhwu hungawanikwe muropa raungagamuchire kubva kuNBSZ” MUSABATIRE hana mumaoko muchizeza kuti zvino shuramatongo yatekeshera pasi rese yeCoronavirus yemhando yeCOVID-19, haiwanikwe yakahwanda muropa rinopiwa varwere vanoda ropa here? Iyi inhau iri pamiromo pevanhu vazhinji. Woti dambudziko rekuda kuwedzerwa ropa nekuda kwenjodzi, kana icho chakupa ronda chati nhunzi dzikudye here, wanikwe ropa racho
Read MoreWACHI kana kuti Chiringazuva mudziyo wakakosha zvikuru kunyanya kumhunhu akurarama ane hutachiona hwe HIV huye ari pamapiritsi ema Antiretroviral (ARVS), vakadaro ve sangano re Family AIDS Caring Trust (FACT). By Michael Gwarisa Vachitaura ne bepanhau repamasai-sai re HealthTimes ku dunhu re Manicaland, Mukuru anoona nezvekufambiswa kwezvehutano (Community Health Officer) mu sangano re FACT, muzvare Mirriam
Read More
● ZVINO kana ana chiremba nemanesi vobatwa nedenda reCOVID-19, ndiani acharapa nekupepa varwere? Mai vatsva musana, mwana atsva kudumbu. Dai waro zvaibvira, shuramatongo yanyenyeredza varapi vedu munguva ino vagona kuramba vachitipepa sezvavakadzidzira nekupikira. KuBulawayo chipatara chikuru, cheUnited Bulawayo Hospital (UBM) chakazivisa kuti varapi gumi nevasere vaive vabatwa nechakapedza mbudzi, COVID-19. Tine tarisiro yekunaya kwavo nekukasika
Read More
BAZI rinoona nezve utachiona hweGomarara mu Zimbabwe, Cancer Association of Zimbabwe (CAZ) rakurudzira vanhurume kuti vaite bonde chaizvo kana kurasa mbeu kanokwana iko makumi maviri neimwe (21) kuita kudzoivirara hutachiona kwegomarara re Prostate (Prostate Cancer). Na Michael Gwarisa Vachitaura ivo pamusangano wevatori venhau wakarongwa ne Bazi Re zvehutachiona hwe HIV Muzimbabwe re National Aids Council
Read More
VANACHIREMBA vakuru vanoshandira muzvipatara zveHurumende, vazivisa kuti vachaisa pasi mapadza ebasa mushure mekunge vamwe vavo vawana utachiona hweCOVID-19 vari pabasa. Mutsamba yavakanyorera mukuru akafanobata chigaro chegurukuta ravanoshandira reUtano Nekurerwa Kwakanaka Kwevana, Muzvinafundo Amos Murwira, musi weChitatu 14 Chikunguru, 2020 vakati tinokuzivisai kuti mukupera kwemazuva gumi nemana, tichaisa tsvimbo dzebasa, mapadza nenhava pasi kana kuchema kwedu
Read More