HealthTimes

Young Preganant Women
Health News HealthTimes Vernacular

COVID-19 Inogona Kutapukira Kumwana Achirimudumbu- Vanamazvikokota

Michael Gwarisa

VANA Chiremba veku France vazivisa ivo kuti COVID-19 inogona kutapukira kumwana achiri mudumbu. Izvi zvakazivisa mushure mekunge chikomana chakaberekwa namai vaive neCOVID-19 chakawana chirwere ichi chisati chaona zuva. Nyaya Na Cathrine Murombedzi Chikomana ichi chinonzi chakazvimba huropi. Izvi zvinonzi zvakaitika utachiona hwakadanhira kubva mubvuo (placenta) chichipinda kumwana. Zvinofadza ndezvekuti mwana arikuratidza kuita zvakanaka zvekuti achanaya

Read More